Dhorobha

Kubva Wikipedia

Dhorobha (kureva metropolis - kubva kuChibhunu dorp) kana jarati, iguta rihome kana conurbation inehukoshi paupanganhundu, hutonganyika kana tsika yenyika kana chisi, uye yakakosha nezvo kubatana, khomesi kana kutaurirana kwe chisi kana dhidhizha.

MuZimbabwe madhorobha anosanganisa Harare ne Bulawayo.

Mamwe mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]