Piri

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
2

Piri (mbiri)

  • Chepiri (second) zvinotaura chinhu chiri panzvimbo inotevera yekutanga mukurongwa kwezvinhu.
  • Chiviri (two-some) kutaura zvinhu zviri kufamba zviri zviviri. Tinosangana pachiviri - we will meet as two alone.
  • Hunyambiri (duality) zvinotaura chinhu chine mawonekero maviri.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLingala vanoti mibale (two).
  • VaHerero vanoti -vari (two) kureva piri kana mbiri. Sokuti ovandu vevari zvichireva vanhu vaviri.
  • VaHerero vanoti -vari, mbari, tuvari, vevari, vivari (couple, two) kureva kuverengwa kwezviviri, tuviri, maviri, mbiri.
  • VaHerero vanoti tya vari (adj. Second) kureva chepiri kana chechipiri.
  • VaHerero vanoti poru tya vari (adj. Secondly) kureva chepiri kana chechipiri.
  • Vatauri veUmbundu vanoti vali (adv. Two) kureva mbiri kana piri.