Mvura

Kubva Wikipedia

Mvura (water) mutuvi usina rairo neruvara. Mvura inogadzirwa panosangana magasi anonzi oxygen ne hydrogen. Mvura yakachena chinhu chinodikanwa kuti pave neupenyu somuziviro watinouita. Mvura iri tii paRinopasi. Kunonzi zvikamu zvinodarika mazana masere kubva muzana (70%) cheuso hwePasirose chakavharwa nemvura yegungwa. Iyi mvura zhinji yacho haishandisike pamabasa anenge kuwacha, kubika kana kunwa nekudza kwe munyu salt inenge irimo mumvura umu. Zhinji yemvura iyi inowanika chiri chando kana kuti snow .Mvura inowanikwa munzvimbo nemhando dzakasiyana-siyana: kunyanya mumakungwa.

Kunonzi munhu anokwanisa kurarama mazuva anodarika masere (7) asina kudya asi zvinorema kuti ararame nguva yakadai asina mvura.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mururimi rweChewa neDigo vanoti madzi (water) achireva mvura.
  • VaGanda vanoti madzi (water, sap, juice) achireva mvura.
  • VaMambwe vanoti linzi (water) kureva mvura.