Mbirimi
Mataridziko
- Mbirimi (to boast, to be obstinate).
- Mbirimi (Resourceful or Industrious person).
- Mbirimi sezita izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kuvirima (v. obstinacy in following one's own will).
- Muvirimi (one who is obstinate in following one's own will).
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Yao vanoti mbirimo (haste; diligence; obstinacy in following one's own will).
- Kikongo inoti bilama (to abound, be abundant). Mamwe mazwi: bidi (an abundance, a great crowd, quantity, number, mass).
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |