Chimwe
- Chimwe (One, single) kurva chinhu chiri choga chisina chakabatana nacho.
- Chimwe (United in a single purpose, plan; group etc) zvichireva kubatana pamwe.
- Chimwe (Another thing that may be different or similar) zvichireva chisiri echo chiri pano kana chiri muruwoko, asi kuti chepiri chingadaro chakafanana kana kusiyana nechekutanga.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- VaGungu vanoti hamwei̱ (adv. together; in the company of s.b. else, not in isolation) vachireva pamwechete
- VaLenje vanoti -mwi (another of the same kind) kureva chimwe chakafanana nechekutanga. Sokuti chomwe (Alike).
- VaLenje vanoti chomwe (the same - thing, kind or way) kureva chimwe.
- VaLenje vanoti komwe (one; once) kureva kamwe.
- VaFipa vanoti iljonga kana conga (n. one) kureva chimwe.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |