Pedyo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Pedyo, padyo kana padhuze (close in space or time).

  • Ngokukasira kwakabuda zvinwe zvenyara yomunhu, zvikanyora pakatsetswa parukumbati rwengome youmambo pasinde nechigadzikiro chechibani: Suddenly the fingers of a human hand appeared and wrote on the plaster of the wall, near the lampstand in the royal palace. (Daniel 5:5, Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mang'anja vanoti ku-talika (to be distant, long tall) vachireva kuva kure.
  • Mang'anja vanoti tali (distance; far away) vachireva chinhambwe chiri kure.
  • VaKongo vanoti finama (be near, come near) kureva kuva pedyo.
  • VaKongo vanoti kufinika (to put near) vachireva kusvitsa pedyo.
  • Basotho vanoti pel'a (by/beside/near ) kureva pedyo.