Hutema

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Tarisai futi peji re Muvara uye Mazita e mavara

Muvara | tema / nhema | Dema | tematema | vunzvi | usiku 
mhando dzeruvara tema
Mavara matema

Zvitema (ku Chingezi: blackness; shades of black) kana Hutema ishoko riri kushandiswa pano kureva mavara ezvinhu zvitema.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Tsananguro[chinja | edit source]

KuVashona mavara aionekwa muzvikamu zvina:

Kazhinji tsvuku neranjisi aive ruvara rumwechete, uye ungu ne hute.

Tafura ye mabvute emavara matema[chinja | edit source]

Ruvara Enzano Khodhi Chingezi MABV.
Tema / nhema black
Dema ebony
onyx
usiku midnight
obsidian
vunzvi pitch
tematema jet

Mavambirwo emazita[chinja | edit source]

BLACK

tema/nhema


EBONY BLACK

dema


ONYX BLACK


MIDNIGHT BLACK

usiku


OBSIDIAN BLACK


PITCH BLACK

vunzvi

Mitauro ye ChiBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti -mnyama (black, dark in colour) vachireva hutema. Sokuti: ingubo emnyama (black cloth) kureva jira dema. Giryama vanoti ki-iru (black).
  • MaZulu vanoti fipha (ideo. of dullness, dimness, obscurity, darkness) inyaudzosingwi yekusvipa. Mamwe mazwi: fiphala (v. Be dull, dim, dark, obscure ; cloud over ; fade).
  • VaNyungwe vanoti cisvipa (Black) kureva chisvipa. VaShambala vanoti shize, mushize, washize (Black). Nsenga vanoti fipizhya (v. make black) kureva kusvipisa.
  • VaFipa vanoti cafita kana iciluku (black) kureva hutema kana chitema. VaNyika vanoti injiru (black) kureva hutema kana chitema.
  • VaNyakyusa vanoti nditu kana ubutitu (Black) kureva hutema. XiRonga vanoti ya-ntima (n. blackness) kureva hutema.

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]