Kugura
- Kugura (break)
- Kugura Mhaka (decide a legal case)
- Kugura (pass through or by)
Mamwe Mazwi[chinja | edit source]
- Kugurura (to pull out tooth or hoe-head from handle) zvichireva kubvisa muromo webadza pamupinyi.
- Kuguruka (coming out of tooth or hoe-head from handle) zvichireva kubva kwemurombo webadza pamupinyi.
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- VaTiriki vanoti khukhula (v. to pull out teeth) vachireva kugura zino.
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |