Munhu
Jump to navigation
Jump to search
Munhu chisikwa chakanaka chakasikwa naMwari pazuva rechitanhatu ravakasika denga nenyika nazvose zvirimo.
- Mutsa (humans considered as a group; the human race).
- Munhu paakaya ane mweya usingarovi. Man has this essential quality, he has an immortal soul.
Mitauro yeVanhu[chinja | edit source]
- VaLenje vanoti muntu (person) vachireva munhu. VaGungu neMaZulu vanoti bantu (people) vachireva vanhu.
- VaLenje vanoti mwana (person) vachireva munhu. Mamwe mazwi: mwanike (child - either boy or girl, son or daughter) vachireva mwana mudiki.
- VaLenje vanoti mwanakashi (female person) kureva munhukadzi. Mamwe mazwi: mwanalume (male person, husband) kureva munhurume kana murume wemunhu.
- VaDigo vanoti mwanadamu (n. human) vachireva munhu. Zvichida izwi iri rinobatanidza mwana uye Adam?
- VaMambwe vanoti mulawa (n. person, a human being) kureva munhu. Baila vanoti mumi (a living person) vachireva munhu mupenyu.