Chivanze

From Wikipedia
(Redirected from Ruvanze)

Ruvanze kana chivanze (yard, ground cleared of grass around house or village) apa kureva nzvimbo yakavakirwa dzimba dzemusha.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Nhambetambe inoregwa ichanaka. Playing is best stopped while it is (still) interesting.
  • Nhambetambe inoregwa ichapisa. Playing is best stopped while it is still exciting.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Digo inoti chiwanja (plot of land, field, open space in yard). VaLenje inoti luansa (cleared ground at house, open cleared space, clearing, enclosure) kureva chivanze.
  • Swahili inoti kiwanja kana mawanja (place; open place; plot of land, field). Sokuti kiwanja cha ndege - airport. Kiwanja cha kurusha rocket - launch pad or platform.
  • Mambwe inoti ciwansa (courtyard) kureva chivanze. VaKagulu inoti chiwanja (n. plot of ground). Kinande inoti ekibanza, obutala (residential location; clear space near a house).
  • Kinyarwanda inoti intara (region, area) kureva dunhu. Venda inoti muta (n. family, courtyard) kureva mhuri kana chivanze. VaBemba inoti lubansa (courtyard) kureva chivanze.
  • VaTaita inoti kianzi (n. open space - generally at village enrtance). VaBukusu inoti aanja (n. courtyard; open space at centre of village) kureva chivanze.