Tenzi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Tenzi kana bwana (master, lord) kureva muridzi webasa riripo kana muridzi wemhuka.

  • Imbwa iyi inotevera tenzi wayo kwese kwaanoenda.
  • One's very own - changu paruzima, changu paganda.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Chinokura choga isango munda kukura huona tewe. What grows alone is a forest, a field grows when it sees its master.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Swahili vanoti bwana (Master) kureva tenzi. VaRundi vanoti bgana (Mr. or Master) kureva tenzi.
  • VaRundi vanoti nyene (Master or owner of) kureva mwene kana tenzi.
  • VaChewa vanoti mbuye kana ambuye (master; lord) kureva tenzi.
  • VaGikuyu vanoti mueni (master, owner) vachireva mwene kana tenzi.