Daranhamba
Muchidzidzo cheMasvomhu daranhamba (arithmetic) zvidzidzo zveMasvomhu zvinoongorora nezve maverengerwo nokuwanda kwezvinhu. Vanhu tese tinoshandisa ruzivo rwehuwandu mumabasa ese kubva mukuverenga zvinhu kusvikira kumabasa akaita sekuvaka nekutengeserana zvinhu.
Kupihwa kwezita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tarisai mazwi emitauro yeBantu akanyorwa pasi ayo, aya ari mazwi anowanikwa mumazita anonzi Mataranyika naDaramombe.
Huwandu mukushaiwa/mukudzokera shure nehuwandu mukuwana/mukuenderera mberi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Huwandu hwechinhu hunoitikira mukuwana kana mukushaiwa. Huwandu hwechinhu hunoitikawo mukuenderera kumashure kana kumberi. Kana pasina chinhu, pane 0, uye hapana huwandu mukuwana/kuenderera kumashure kana mukushaiwa/kuenderera kumberi.
Muenzaniso:
-a: huwandu hunoita a mukudzokera kumashure, apo chiperengo a chakamirira chiperengo chohuwandu.
+a: huwandu hunoita a mukuenderera mberi, apo chiperengo a chakamirira chiperengo chohuwandu.
-4: huwandu huna mukushaiwa kana kuti mukuenderera kumashure.
+6: huwandu hutanhatu mukuwana kana kuti mukuenderera kumberi.
Mashoko emwero wehuwandu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Zvinyanye (Extrema)
- Nharire (Maximum)
- Nhika (Minimum)
- Avhareji (Average)
- Chikuwo (Mode)
- Chipakati
- Hunene (Magnitude)
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kikuyu inoti kotara (to enumerate). Mamwe mazwi: otari (enumeration).
- Giryama vanoti kutala (v. to number; to add up, to count). Mamwe mazwi: mutalo (n. a reckoning).
- Giryama vanoti talo (n. counting, number).
Masvomhu | T | ||
Pimanzvimbo | Chiyero chekupimisa | Mutsetse | Chiumbwa | Hurefu | Hwasha | Hudzamu | Hukwidza | Gonya | Sambamba | Twasuka | Munyonga | Hubumbe | Hufombwe | Mutwi | rurama | Sandarara | Mutsendo | Nharaunda | Uso | Mumhu | Chimiso | Nzenda | Zviringani | Tsazaniso | Mutsazanisi | Chidzudzani | Kupimirana | Gonyazhinji: Gonyanhatu (Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu yemutwi) | Gonyaina (Gonyaina tsazamativi | Gonyaina sambamba | Gonyaina tsazamakonya | Gonyaina sambambiri | Skweya) | Denderedzwa (Nhara | Pimadanho | Danhamakonya | Pimamuganhu) | Zhumwi (Chikunguru | Urungano | Charaka | Dumba | Akiso) | ||
Huwandu | Kubwerengedza/kuwedzera | Kubvisa | Kutsinhanisa | Kukamura kana kuti kugovanisa | ||
Zviperengo zvehuwandu | chipasina | motsi | piri | tatu | china | shanu | tanhatu | nomwe | sere | pfumbamwe | gumi | zana | chiuru |