Chipakati

Kubva Wikipedia

Chipakati (median in English) ndiyo nhamba iri pakati penzimwe kana dzichinge dzarongwa maererano nehukuru hwadzo. Sokuti kana pane nhamba dzinoti 1,2,3,5,7,8,9,11,12,15,18,27,30 chipakati anenge ari 9 nokuti ane nhamba nhanhatu kurudyi nekuruboshwe.