Rurama
- Rurama (pimanyika)
- Rurama (to go direct). Ndichibva kwaGutu ndakabva ndarurama Jerera.
- Rurama (righteousness) zvichireva kuva nehunhu nemaitiro anofadza pambaeri paMwari
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- VaLenje vanoti lulama (be straight).
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |