Zana
Jump to navigation
Jump to search
100 |
---|
Zana (hundred) kureva gumi remakumi kana kuti makumi gumi.
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- VaZigula vanoti gana kana magana (hundred) kureva zana.
- VaKikuyu vanoti magana matano (five hundred) kureva mazana mashanu.