Svetuka kuchirochemo

Chiyero chekupimisa

Kubva Wikipedia

Chiyero chekupimisa (kureva Unit of measurement) zvinoreva mwero une huwandu hwakatarwa pamitemo yenyika kana Pasirose, kuti uve chidzikwe[C 1] chinoshandiswa pakupima mhando yehuwandu ihwohwo.

Somuenzaniso kana tichipima nhambwe tinoshandisa chiyero chinonzi mita.

Pasirose sangano re International Organisation for Standardization ndiro rine hugabe hwekutara zvidzikwe zvinoshandiswa pakupima mipimo yakasiyana-siyana.

  • Mwerero zvinoreva mudziyo unoshandiswa kupimisa zvinhu.
  • Mueresero kana Mueresera (Exact quantity required) zvinoreva huwandu hwakati gejegeje nehuri kudiwa.

Mipanguro ye Zviyero zvekupimisa

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pane mipanguro yakasiyana inoshandisa panoringwa zvekupima, nechikonzero chekuti pane zviro zvepasirose nechadenga zvinopimwa.

Nhambwe ne Hurefu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Chishona Chingezi
mbimwani nm nanometer nm 10⁻⁹ m  
mbimwadatu dm micrometer µm 10⁻⁶ m  
mbimwauru um Millimeter mm 0.001 m
zanambimwa zm centimeter cm 0.01 m
mbimwa / mita m meter m base SI unit
keimbimbwa / kiromita km kilometer km 1000 m

Imperial/US customary system

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
rinji nj inch in 2.54 cm
rishoka rs foot ft 12 inches = 30.48 cm
rivazhe rv yard yd 3 feet = 0.914 m
ridanho rd mile mi 1 760 yards = 1.609 km

Nautical/aviation units

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
ridanho rechiandhle rcd nautical mile nmi 1 852 m
pfatu pf fathom 6 feet = 1.828 m
kebhuru kb cable length 185 m (for navigation)

Astronomical Units (for space)

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
chiyero cheupanganyeredzi CU astronomical unit AU ~149.6 million km (Earth → Sun)
mufambo wechiedza fc light year distance light travels in one year ≈ 9.46 trillion km
paseki pk parsec pc 3.26 light years
Chishona Chingezi
skweya yirumbimwa mm² square millimeter mm² 1/1,000,000 m²  
skweya sendembimwa sm² square centimeter cm² 1/10,000 m²  
skweya mbimwa square meter base unit (1 m × 1 m)
arei a are a 100 m² (not common today)  
hekita ha hectare ha 10,000 m² = 100 ares  
skweya kerombimwa km² square kilometer km² 1,000,000 m²  

Imperial / US Customary System

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
skweya renji sk nj / nj² square inch sq in/ in² 6.4516 m²
skweya rerishoka sk rs / rs² square foot sq ft / ft² 0.0929 m²
skweya rerichivazhe sk rv/ rv² square yard sq yd / yd² 0.836 m²
ekha sk ek /ek² acre 4 046.86 m² (43,560 ft²)
skweya reridanho sk rd / rd² square mile sq mi /mi² 2.59 km²

Huremu ne Sebhe

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Chishona Chingezi
jikwiru jw milligram mg 0.001 g
jii j gram g base unit
keiji kj kilogram kg 1 000 g
toni t tonne / metric ton t 1 000kg
kwinthari kw quintal q 100 kg (less common)

Imperial / US Customary System

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
onzi ounce oz ≈ 28.35 g  
paundi pound lb 16 ounces = 0.4536 kg  
dombo stone st 14 lb ≈ 6.35 kg (UK use)  

 Mumhu ne Chikwaniso

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Chishona Chingezi
ritayiru yr milliliter ml 0.001 L
ritayana sr centiliter cl 0.01 L
ritawumi dr deciliter dl 0.1 L
rita R liter L base unit
keirita kR kiloliter kL 1 000L
kyubhu mbimwa ky m/m³ cubic meter 1 000L

Imperial / US Customary System

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
tsvutupunu / tsvutunhoko ttp/ttn teaspoon tsp ≈ 4.93 ml
tafurapunu / tafuranhoko tfp / tfn tablespoon tbsp ≈ 14.8 ml
onzi remadzi ma oz fluid ounce fl oz ≈ 29.6 ml
komichi kom cup ≈ 273 ml
pindi pd pint pt ≈ 473 ml (US) / 658 (UK)
koriti kt quart qt 0.95 L (US) /1.13L (UK)
ghaloni gha gallon gal 3.78 L (US) / 4.55 L (UK)
Chepiri c hwaro rezviyero Second s
Piriwuru pu Millisecond ms
Mhindi m zvepiri zvema-60 Minute m
Rinhambo nh mamhindi ema-60 Hour h/hr
Zuva Z manhambo ma-24 Day d
Svondo / Vhiki Svo / Vh mazuva manomwe Week w
Mwedzi Mwe mazuva ma-30 Month mon
Gore Go mwedzi guminembiri; mazuva ma-365 Year yr
Gumikati; Mukumikati Gk makore makumi Decade
Mukorezana; Zanagore Mk makore mazana Century
Wurukati Wk makore mauru; chiuru chemakore Millenium

ndarama, mashereni,

Mazwi ari pandima ino ndeekuzama kuumba mutauro, haako kuChiShona chemazuva ose.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Mururimi rweLuwanga vanoti okhuyerana (to be equal).
  • VaGwere vanoti kugera (v. weigh, measure, estimate, gauge; make an assessment of the weight or value of something) vachireva kuyera.
  • VaGwere vanoti kugereka (v. determine, set bounds or limits) vachireva kuyera kana kutara miganhu. Mamwe mazwi: kugereesa (v. guestimate, surmise, imagine to be the case or true or probable).
  • Baila vanoti ku eleka (to measure) vachireva kuyera. Mamwe mazwi: ku ela (to be fit, to fit exactly) vachireva kukwanirana.

Apa Lugwere inoshandisa g panopinda y muChiShona.

  1. chidzikwe., kureva a standard
Bosho rekududza: <ref> tags exist for a group named "C", but no corresponding <references group="C"/> tag was found