Svetuka kuchirochemo

Mataranyika sezita

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMataranyika)

Mataranyika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.

  • Kimbundu inoti mutale (n. lookout, spectator) kureva mutari. Mamwe mazwi: mutale a 'xi (n. earth watchman).
  • Lugungu inoti kutara (v. start building a house or any other structure or building). Nyakyusa inoti tala (do first, be the first to do).
  • Kikuyu inoti kotara kana kutara (to enumerate; to count). Mamwe mazwi: otari (enumeration). Sangho inoti motara (n. visitor, host).
  • Giryama inoti kutala (v. to number; to add up, to count). Mamwe mazwi: mutalo (n. a reckoning). Talo (n. counting, number).
  • Njem inoti tala (first, firstly). Gaam inoti tal (v. Create, make, 2. Place, put) kureva kusika kana kugadzika
  • Lugwere inoti butaala (n. freedom; state of being free, i.e., not confined or restrained). Digo inoti nyika (n. hinterland, wilderness, desolate region) kureva sango.