Daramombe
Mataridziko
Daramombe inzvimbo iri munyika yeZimbabwe pedyo neChivhu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Djimini vanoti tara (n. land, soil, continent, countries) vachireva nyika kana ivhu.
- Takwane inoti dala (n. hunger, famine, lack of food; drought). VaNyole vanoti deranombe (n. weed sp. growing up to a half a metre that is sometimes used as sauce).
- Giryama inoti kutala (v. to number; to add up, to count). Mamwe mazwi: mutalo (n. a reckoning). Talo (n. counting, number). Gikuyu vanoti kotara (to enumerate).
- Sangho vanoti dara (v. to sick on a dog; to incite an animal usually a dog, to pursuit; to urge) kureva kusasadzira. Mamwe mazwi: dara (v. coat; smooth, caress).
- VaGwere vanoti mutala (locality, local area) idunhu kana chinzvimbo. Mandinka vanoti dalaa (adj. near; besides) kureva pedyo kana parutivi.
- Danal vanoti dara (n. striped cow) imombe ine mawururwi. Xitsonga inoti tala (abound, abundant).