Kukavayika Masvomhu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuZengeya masvomhu)
Muchidzidzo cheMasvomhu, Kukavayika (variability, changableness in English) muitiro wokuti munhu kana chinhu chinoshanduka pamafungiro, huwandu, mumhu hwechinhu chiri kupimiwa. Chacho chine huwandu kana mumhu uri kupimwa chinonzi zengeya kana kuti variable kuEnglish.
Somuenzaniso tinokwanisa kupima nhambwe yafambwa nebhazi kubva kwaMutoko kuenda kwaMurehwa. Nhambwe yafambwa inosiyana nekupfuura kwenguva uye spidhi yebhazi. Pamucherechedzo uyu nhambwe yafambwa, nguva yafambwa, uye spidhi yebhazi zvose zvikavayika zviri kushanduka takatarisana nenharaunda iri kucherechedzwa.
Muenzaniso wemutaro une zvikavayika X na Y wakapiwa paDariro 1 riri kurudyi iro.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Variable inenge yonzi chikavayika, uye kana kuti zvikavayika pahuwandu.
- Y varies with X kunenge kwonzi Y izengeya rinotodza X.
- MuDariro 1, X chikavayika chakasununguka, Y chikavayika chakasunungwa.
- Chikavayika chakasununguka ndiro rinomirira nhutirwa dziri kupinda munharaunda iri kucherechedzwa.
- Chikavayika chakasungwa ndiro rinomirira nhururwa dziri kubuda munharaunda iri kucherechedzwa.
- Chikavayika chakasununguka ihonzeri yezvinobuda. KuEnglish ndiyo independent variable.
- Chikavayika chakasungwa chisakwa kana kuti mhedzisiro yezvapinda. KuEnglish ndiyo dependent variable.
Hukama huripo pakati pa X na Y hunotsanangurwa nemupango.
Masvomhu | T | ||
Pimanzvimbo | Chiyero chekupimisa | Mutsetse | Chiumbwa | Hurefu | Hwasha | Hudzamu | Hukwidza | Gonya | Sambamba | Twasuka | Munyonga | Hubumbe | Hufombwe | Mutwi | rurama | Sandarara | Mutsendo | Nharaunda | Uso | Mumhu | Chimiso | Nzenda | Zviringani | Tsazaniso | Mutsazanisi | Chidzudzani | Kupimirana | Gonyazhinji: Gonyanhatu (Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu yemutwi) | Gonyaina (Gonyaina tsazamativi | Gonyaina sambamba | Gonyaina tsazamakonya | Gonyaina sambambiri | Skweya) | Denderedzwa (Nhara | Pimadanho | Danhamakonya | Pimamuganhu) | Zhumwi (Chikunguru | Urungano | Charaka | Dumba | Akiso) | ||
Huwandu | Kubwerengedza/kuwedzera | Kubvisa | Kutsinhanisa | Kukamura kana kuti kugovanisa | ||
Zviperengo zvehuwandu | chipasina | motsi | piri | tatu | china | shanu | tanhatu | nomwe | sere | pfumbamwe | gumi | zana | chiuru |