Munyonga
From Wikipedia
Muchidzidzo Pimanyika, munyonga (Curve) izwi rinotsanangudza mutaro kana uso husina kuti twasa; panenge pane kubhenda kana kutesva. Muchinyorwa chino panotaurwa mutsetse panenge pari kurehwa mutaro wakatwasuka; panotaurwa munyonga panenge pari kurehwa mutaro wakabhenda.
Iri izwi richange rakakosha kana todzidza chidzidzo Kutara Mutaro (drawing graphs).