Masvomhu
From Wikipedia
Ngatitangei nemaNhamba:
1 = motsi (imwe)
2 = piri (mbiri)
3 = tatu (nhatu)
4 = ina (zvina)
5 = shanu (zvishanu)
6 = tanhatu (nhanhatu)
7 = nomwe
8 = sere
9 = pfumbamwe
10= gumi
100 = zana
1,000 = chiuru
10,000 = mazana akazanirana (mazazanana)
100,000= zviuru zana kana kuti zana rezviuru (zviuruzana)
1,000,000 = gumi rezvuru zana
Muenzaniso:
347 = mazana matatu anemakumi mana nenomwe

