Sandarara

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muchidzidzo chePimanyika, sandarara (Horizontal, straight and flat) izwi rinoreva uso hwakati chechetere kunge pamusoro pemvura yakagadzikana isina masaisai. Mutsetse wakatichechtere semvura unonzi musandarara.

Nokumwe kutaura jechetere rinoreva chinhu chisina pamwe pakaderera kana kukwira kupfuura pamwe; nzvimbo dzose dziri pakaenzana.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Mukaka wakaita jechetere muhari. Apa kureva - the milk was level in the clay pot.