Hufombwe

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Convex polygon illustration2.png

Muchidzidzo chePimanyika, hufombwe (Concave) izwi rinotsanangudza chiumbwa chine uso hwakafovera mukati. Mufananidzo ungapiwa imbiya inopakurirwa usavi kana kuti mugero unocherwa pakugadzira gandiwa rinoeredza mvura.