Kupimirana

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Simetria-reflexion.svg

Muchidzidzo chePimanzvimbo, kupimirana (Symmetry) izwi rinotaura kuti chiumbwa chine zvikamu zvakafanana pazvinhu zvose: kukura kwakaita magonya, uwandu hwemativi, nhambwe dziri pamativi, uye kuringana kwakaita mativi nemagonya. Zvikamu izvi zvinofananidzwa maringe neAkiso dzinotsanangurwa muchikamu chine zita irori. Shoko rokuti kupimirana rinobva pakuti chikamu chimwe nechimwe chinoita kunge chidhindo chechimwe - takapima chikamu chokutanga zvakafanana nokunge tapima chikamu chepiri.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro