Mutwi
From Wikipedia
Muchidzidzo Pimanyika shoko rokuti Mutwi (Perpendicular, vertical) rinotsangudza uso kana mutsetse wakamira kuti tasa kubva panzvimbo kuenda mudenga kana pasi.
Muenzaniso ungapiwa itambo yakasungirwa padavi remuti yakaremedzwa nedombo kuzasi kwainoperera. Tambo iyi inoita mutwi kudzika kubva padavi. Iri shoko rinotoredzera kubva pamutswi unoshandiswa kutswa muduri; pano ndasiyanisa zvishomane, asi pfungwa ichinge iripo yokuti mutswi kana uchitswa muduri unouya umire kuita "vertical" kana pedyo nokuva "vertical".