Spidhi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muchidzidzo fundoyetsimba, Spidhi (Speed) izwi rinodudza nhambwe yafambwa paumwe hwechiyero chenguva. Spidhi ine tsazaniso inoti Spidhi = (nhambwe/nguva); uye une chiyero chinonzi mita pa sekondi (m/s) Spidhi hautarisi kuti nhambwe yafambwa pakatwasuka here nokuti hauna rudzivo runopimwa - uku ndiko kusiyna kwacho nemuchacha.

Spidhi unonyanya kushandiswa mungoro dzemoto kuti mutyairi azive kuti garimoto rake riri kumhanya zvakadii. Nyika zhinji dzine mitemo inobata Spidhi yema garimoto zvichienderana nenzira yacho. Vatyairi vanofanira kutarisa Spidhi kuti vasabatwa nemhosva.