Gonyaina tsazamakonya

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Blancuco.jpg

Muchidzidzo chePimanzvimbo gonyaina tsazamakonya (Rectangle) chiumbwa chine makonya mana ose akaenzana; gonya rimwe nerimwe rakakura kuita 90o. Mativi maviri akatarisana anenge akaenzana uye akati sambamba. Tsazano rinogona kupinda pamupanda wechiumbwa ichi asi kazhinji tinosarudza kuti tsazano rimire roga.

Nokumwe kutaura chiumbwa ichi chinokwanisa kunzi ruramagonya nokuti chine makonya ose akarurama. Kana tichidazve kutaura muchidimbu tinokwanisa kungoti tsazamakonya.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro