Nhara

Kubva Wikipedia
  • Nhara (radius).
  • Kunhara (to appear in a distant land or country, turn up at some distant place). Chamapiwa akanhara kuJapan - Chamapiwa turned up in Japan.
  • Nhara sezita (v. a family name).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lenje inoti tala (side; one of two sides e.g. of river or valley - usually the furthest side) kureva rimwe remativi maviri, zvikurusei divi riri mhiri.
  • Ila inoti itala (side of a river) kureva parutivi perwizi. VaLenje vanoti kutala (on the other side, on the far side, beyond) kureva kumhiri.
  • VaTonga vanoti mutala (beyond). Lugwere inoti mutala (n. locality; local area) vachireva nharaunda.
  • Zigula inoti ntrala (fringe; somewhere out there) kureva mucheto?. Mamwe mazwi: ntratu (n. three) kureva nhatu.
  • Gaam inoti tal (v. create, make, 2. Place, put) kureva kusika kana kugadzika. Nyakyusa inoti tala (do first, be the first to do).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.