Chiumbwa

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Test.png

Muchidzidzo chePimanzvimbo, chiumbwa (Shape kuEnglish) chivakwa chinoonekwa muganhu wacho, chine mupimo unodudza kukura kwachakaita. Chiumbwa chinogona kunge chine nzenda imwe, nzenda mbiri kana nzenda nhatu.

Muchidzidzo cheKupimanzvimbo, zviumbwa zvinosanganisira: mutsetse, munyonya, mutsendo iyo inokwanisa kushandiswa kutsanangudza zvimwewo zviumbwa zvemhando isiri nyore kutsangudza. Zvuimbwa zvinotaurwa zvanyanya zvinowanikwa muchinyorwa Pimanzvimbo.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro