Muzvidzidzo zveMasvomhu nePimanyika, nharaunda (Area) izwi rinoreva kukura kwakaita nzvimbo kunowanikwa nokuunga hwasha nehurefu hwenzvimbo iyoyo.
Nharaunda inodudza kukura kwenzvimbo ine nzenda mbiri.
Nharaunda inogonawo kutsvakwa pazviumbwa zviri pamutsendo uye chiso chine nzenda nhatu.