Gonyaina sambambiri
From Wikipedia
Muchidzidzo chePimanzvimbo, gonyaina sambambiri (Trapezium, trapezoid) chiumbwa chine mativi mana; zvakare chine mativi maviri akati sambamba.