Urungano
From Wikipedia
Muchidzidzo chePimanzvimbo, urungano (Sphere) izwi rinoreva chiumbwa chakaurungana kuita bhora. Nokumwe kutaura tinogona kupa zita rokuti chimburungwa. Uso hweurungano hune nhambwe dzakaenzana kubva pagoko (centre) reurungano; nhambwe iyi inodanwa kunzi nhara, (radius).