Zhumwi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Prisme.gif

Muchidzidzo chePimanyika, zhumwi (Prism) chiumbwa chine nzenda nhatu (3-dimensional); icho chiumbwa chinotaridzika kunge chakabva pakudundumadzwa kwechiumbwa chine nzenda mbiri kuchinobatwa divi rakadzivana nerekutanga.

Somuenzaniso, zhumwi regonyonhatu (triangular prism) rine uso huviri hwakati sambamba; mucheko yose yakati sambamba nemiviri yarehwa pamusoro inenge ine chiumbwa chegonyonhatu zvakare.