Pimachisi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuPimanyika)

Pimachisi (Geometry kuChirungu) chidzidzo chinowongorora mibvunzo pamusoro pezvinotevera:

  • Kaumbirwo kakaitwa zviumbwa tichitarisa kupimwa kwemativi nemagonyo;
  • Kupa mitemo inotsanangudza, kufananidza, nokusiyanisa chiumbwa chimwe nechimwe;
  • Kududza kuti chiumbwa chiri papi zvichifananidzwa nepane chimwe chiumbwa.
  • Kukura kwakaita nzvimbo;
  • Kududza kuti nzvimbo iri papi zvichifananidzwa nepane imwe nzvimbo;

Chinangwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chinangwa chechinyorwa chino kuparura nhaurwa yezvidzidzo zvePimanyika tichitaura neChiShona. Pakutanga mazita achapiwa kune izvo zvatinosangana nazvo pakupima nzvimbo nezviumbwa. Mazita eShona achadudzirwa zvakare pachishandiswa mazwi ariko kuChirungu. Nokuda kwekuti mamwe mazwi haasati aveko kuChiShona pachange pachipiwa mazita matsva, zvichibatsira kuumba mutauro wedu takatarisana neumhizha Pimanyika.

Kupiwa kweZita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Izwi rokuti geometry rakaumbwa nezvikamu zviviri zvinoti: geo (n. earth, land) uye meter (v. measure).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazwi ari pano anonongedza kuti zita rokuti pimachisi rakabva kupi.

  • VaLunda neVaLenje vanoti chisi (country, region, land, district, village and its neighbourhood).
  • VaTonga vanoti cisi (land, country, place, nation). Giryama vanoti tsi (land).
  • VaLenje vanoti nshi kana nsi (land, region, ground underfoot) apa kurva pasi kana pavhu.
  • Kinyarwanda vanoti isi (world, earth). Lugwere vanoti chisi (region, country).


Masvomhu T
Pimanzvimbo Chiyero chekupimisa | Mutsetse | Chiumbwa | Hurefu | Hwasha | Hudzamu | Hukwidza | Gonya | Sambamba | Twasuka | Munyonga | Hubumbe | Hufombwe | Mutwi | rurama | Sandarara | Mutsendo | Nharaunda | Uso | Mumhu | Chimiso | Nzenda | Zviringani | Tsazaniso | Mutsazanisi | Chidzudzani | Kupimirana | Gonyazhinji: Gonyanhatu (Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu yemutwi) | Gonyaina (Gonyaina tsazamativi | Gonyaina sambamba | Gonyaina tsazamakonya | Gonyaina sambambiri | Skweya) | Denderedzwa (Nhara | Pimadanho | Danhamakonya | Pimamuganhu) | Zhumwi (Chikunguru | Urungano | Charaka | Dumba | Akiso)
Huwandu Kubwerengedza/kuwedzera | Kubvisa | Kutsinhanisa | Kukamura kana kuti kugovanisa
Zviperengo zvehuwandu chipasina | motsi | piri | tatu | china | shanu | tanhatu | nomwe | sere | pfumbamwe | gumi | zana | chiuru