Tuwuli

Kubva Wikipedia

Tuwuli mutauro unowanikwa kuTogo neGhana.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tuwuli vanoti nyôngo (wavy/crooked) kureva kunyongana.
  • Tuwuli vanoti lu-mumu (n. dumbness) kureva humumumu.
  • Tuwuli vanoti ofuo (n. fufu) kureva hupfu. Mamwe mazwi: oku-lya (v. to eat) kureva kudya.
  • Tuwuli vanoti ka-wole (happiness) kureva mufaro. Mamwe mazwi: dzata (n. lion) kureva shumba.
  • Tuwuli vanoti suwa (n. sun) kureva zuva. Mamwe mazwi: luwi (n. day) kureva musi.
  • Tuwuli vanoti o-to-wa (n. gun. From: ta - shoot) kureva pfuti. Mamwe mazwi: o-to-wa (n. pestle: From: to - to pound).
  • Tuwuli vanoti o-nya-wa (n. mouth. From: nya - eat) kureva muromo. Mamwe mazwi: si-tse-wa (n. ear. From: tse - listen) kureva nzeve.
  • Tuwuli vanoti kpale (big/great) kureva huru. Mamwe mazwi: bise (younger) kureva duku.
  • Tuwuli vanoti nye (v. bring out) kureva kuburitsa. Mamwe mazwi: () kureva [[]].
  • Tuwuli vanoti wo (v. perish) kureva kuparara. Mamwe mazwi: wola (v. destroy) kureva kuparadza.
  • Tuwuli vanoti fu (bubble, boil) kureva kuita furu. Mamwe mazwi: fula (v. boil something).
  • Tuwuli vanoti dzi (v. sit) kureva kugara. Mamwe mazwi: dzina (v. enstool a chief) kureva kugadza ishe.
  • Tuwuli vanoti tsua (cut off; chop down) kureva kutema. Mamwe mazwi: tse (break off; peel).
  • Tuwuli vanoti e-pini (be holding) kureva kubata. Fananidzai nokuti mupini.


Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tuwuli vanoti seke-seke (side to side/sideways). Mamwe mazwi: seke (n. side) kureva rutivi.
  • Tuwuli vanoti dela (lift/raise something) kureva kusimudza chinhu.
  • Tuwuli vanoti te (give freely) kureva kupa wakasununguka. Mamwe mazwi: tewa (given freely).
  • Tuwuli vanoti li-tse-di (something) kureva chimwe chinhu. Mamwe mazwi: obi (child) kureva mwana.
  • Tuwuli vanoti tu-pusi (n cats. from English pussy) kureva mangoi. Mamwe mazwi: tu-kula (villages) kureva misha.
  • Tuwuli vanoti ka-tsu (n. group) kureva boka. Mamwe mazwi: li-si-tu (n. yam mound) kureva muhomba wemayamu.
  • Tuwuli vanoti solo (human hair) kureva vhudzi. Mamwe mazwi: seke (part, piece) kureva chidimbu.
  • Tuwuli vanoti su-wi (n. mat). Fananidzai nokuti chisuvi.
  • Tuwuli vanoti ka-tete (n. clan) kureva dzinza. Mamwe mazwi: ka-wi (n. mortar) kureva duri.
  • Tuwuli vanoti ka-nyole-bi (n. boy) kureva mukomana. Mamwe mazwi: onyole (n. man). ka-bi (small).
  • Tuwuli vanoti ka-tsole-bi (n. girl) kureva musikana. Mamwe mazwi: o-tsole kana batsole (n. woman) kureva mukadzi.
  • Tuwuli vanoti dzimbi (be foolish) kureva kupusa. Mamwe mazwi: ti-dzimbi (follishness).
  • Tuwuli vanoti lu-ku-ta (pride. From a-ku body and ta throw) kureva kudada. .
  • Tuwuli vanoti ba-mato-ne (inhabitants/towns-people. From: o-mato: town) kureva vagari veguta.
  • Tuwuli vanoti ba-ma-ne (n. parents. From: ma - give birth to) kureva vabereki.
  • Tuwuli vanoti o-so-ne (n. sick person. From: so - sick) kureva murwere.
  • Tuwuli vanoti ka-to-ko (n. reason. From: ka-to ka-ko - being from place) kureva chikonzero.
  • Tuwuli vanoti oti (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: bati (n. people) kureva vanhu.
  • Tuwuli vanoti Baguma (n. God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: sika (n. money) kureva mari.
  • Tuwuli vanoti kayite (middle) kureva pakati. Mamwe mazwi: nyange (top) kureva pamusoro.
  • Tuwuli vanoti ta (v. shoot, throw) kureva kukanda. Mamwe mazwi: ta-le (throw a set of things).
  • Tuwuli vanoti pi (v. catch) kureva kukachikira. Mamwe mazwi: pili (v. catch a group of things).
  • Tuwuli vanoti kodzela (discussion) kureva hurukuro. Mamwe mazwi: mui (n. water) kureva mvura.
  • Tuwuli vanoti lugo (height) kureva hurefu. Mamwe mazwi: ane (eyes, face) kureva meso.
  • Tuwuli vanoti kutse (n. tree) kureva muti. Mamwe mazwi: dze (be standing) kureva kumira.
  • Tuwuli vanoti n-yidza (v, rise) kureva kusimuka. Mamwe mazwi: daa (ever, always, all the time; always).
  • Tuwuli vanoti okova (n. friend) kureva shamwari. Mamwe mazwi: a-tsìndzé (n. arguement, doubt) kureva kukakavadzana.