Ghana
Jump to navigation
Jump to search
| |||
National motto: Freedom and Justice | |||
![]() |
Ghana inyika iri muAfrica. Guta guru renyika iyi rinonzi Accra. Mutungamiri wenyika wokutanga munyika iyi ainzi Kwame Nkrumah. Vakawana kuzvitonga kuzere mugore ra1957.