Mupinyi

From Wikipedia
(Redirected from Mupini)
Jump to navigation Jump to search

Mupinyi kana mupini (handle of a tool) zvinoreva mubato wechombo chekushanda basa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMambwe vanoti mupinyi (handle of a tool) kureva mupinyi.
  • VaGwere vanoti kuwanga (v. fix a handle into a hoe) kureva kukomera badza pamupinyi.
  • Digo vanoti mphini (handle of a tool) kureva mupinyi. Mamwe mazwi: mukonda (n. handle especially for utensils)