Svetuka kuchirochemo

Kudada

Kubva Wikipedia

Kudada (impudence, vain, disrespectful) zvinoreva kuita kwemunhu anotarisira vamwe pasi. Sokuti munhu ane mari kana akapfuma anogona kunge achitarisira vamwe pasi nokuda kwekushayiwa kwavo. Asi kudada hakuitwe nevapfumi chete, kana varombo vanodadawo nezvimwe zvavanazvo kana zvavanofunga kuti vanazvo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]