Togo

Kubva Wikipedia
Rudhende rwe Togo
Mutauro wechihofisi
Chifurenji: République togolaise
National motto: Travail, Liberté, Patrie

Togo, pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Togo, inyika iri kuMadokero e Afurika. Yakaganhurana ne Ghana kumadokero, Bhenini kumabvazuva ne Bhurukina Faso kumaodzanyemba. Inotandavara kuenda kuchamhembe kwe Guhwi re Ghini, uko kwakagadzikwa gutaguru rayo, Lomé.

Mutauro wechihofisi weTogo iChifurenji.

Vanhu vekuTogo vanonzi Vatogo/Vatogoli uye munhu mumwechete anonzi Mutogo/Mtogo pamwe kana Mutogoli/Mtogoli.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze