Vabereki

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti vabereki (parents) rinoreva baba naamai vanova murume nemukadzi vakakuzvara.

Pamutemo weZimbabwe munhukadzi anotendedzwa kurara pabonde nomurume ava nemakore gumi nematanhatu (16) uye anotenderwa kuroorwa ave nemakore gumi nemanomwe (18). Murume anorara nemukadzi ari pasi pemakore gumi nematanhatu okuzvarwa anonzi abata mwanasikana uyu chibharo zvisinei kuti vanga vatenderana kuti varare vese here.

Mhosva iyi inonzi chibaro maringe nomutemo - (statutory rape).