Boka
- Boka revanhu (Group, troop).
- Boka (masvomhu) (Set in Maths).
- Boka (1. Be selfish as regards delicacies; 2. Eat alone because unwilling to share delicacies; 3. Keep good things to eat for oneself). Munhu ane katsika kekuboka anonzi muboki; uye ane ruboko. Nokumwe kutaura tingati anoruta.
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- Kimbundu vanoti rianda kana manda (n. group, company, joint).
- Kimbundu vanoti uanda (n. network, net, grid, mesh). Kuziva madudziro: uanga (n. magic, spell).
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |