Svetuka kuchirochemo

Kutema

Kubva Wikipedia

Kutema (v. cut down, fell, chop) zvinoreva kucheka chiro kuchishandiswa demo, mbezo kana badza. Apa pashandiswa simba rokukanda chacho chiri kushandiswa kutema nokuzamurira pachinhu chiri kutemwa.

Muhupe (Disturbance in air due to an object passing through it). Akatonzwa muhupe wedemo chete: he heard only the whizzing of the axe as it passed him.

  • Chinokanganwa idemo asi muti watemwa haukanganwi.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Luwanga vanoti okhurema v.tr. cut down; fell; chop) zvichireva kutema.
  • VaYao vanoti kutema (to cut) kureva kutema.
  • Yao vanoti kutemanya (to break) kureva kutema.
  • Taabwa inoti kusosola (to prune a tree, to cut branches from a tree). Fananidzai nokuti tsotso.