Huru

Kubva Wikipedia

Huru, guru kana Kuru (great; big) zvinodudza kuti chinhu chihombe.

  • Hukuru (greatness; age; position of importance).

Tsananguro ne kupima[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Huru, ishoko rinoshandiswa pamwero wekupima, kukura kwezvinhu
  • Ukuru; Uhuru, (kuva divine, majestic, superior, majestic, or transcendent)

Vanhu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nzvimbo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chaitezvi akatenga rhori huru.
  • Badza guru randinoshandisa kuchera mbambaira riri kupi?

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLozi vanoti hulu (old, great, important. paramaount) vachireva huru, guru, chikuru, mukuru zvichingodaro.
  • Chiswahiri uhuru (freedom)