Hupfu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Empanadas1.JPG

Hupfu (maize meal or corn meal) hunowanikwa kana chibage chichinge chagayiwa nokutsetswa. KuChamhembe kweAfrica hupfu hunoshandiswa kubika sadza nebota. Kune mamwe marudzi ehupfu hwezvimwe zvirmwa zvinosanganisira: zviyo; mhunga; mufarinya nezvimwewo.

Bvengo (mixture of meal of one sort mixed with meal of different kind) zvichireva musanganiswa wehupfu hwemhando dzakasiyana.

Kudzaitana (mix well). Ndikadira doro ndinorega masvusvu nemhanga zvitange zvadzaitana. Before straining beer I give the mhanga and masvusvu time to mix together.