Rutivi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Rutivi kana divi (side).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLenje vanoti luwali kana mbali pahuwandu (side position, side) vachireva rutivi.
  • VaChewa vanoti mbali (side; edge; rim) vachireva parutivi - sokuti pa mbali ya-.
  • Baila vanoti imbadi (side) vachireva rutivi. Mazwi anotodzana: kumbadi, mumbadi, ambadi