Kusimudza

From Wikipedia
(Redirected from Kusimuka)

Kusimudza (to lift, cause to rise, to erect).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti kutukula (lift, raise, heave, elevate).
  • VaNyakyusa vanoti sumuka (v. get up, depart) kureva kusimuka.
  • VaNyakyusa vanoti sumusya (v. make stand up, get up) kureva kusimudza.