Vhudzi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Vhudzi kana bvudzi (Hair in English) imhando yemvere rinomera pamuviri wemunhu munzvimbo dzakasiyana. Vhudzi rinowanda mumusoro, chirebvu, maziso, nehudyu.

Tsiye dzinodzivirira maziso kuguruva, tsvina, dikita

.

Imvi (grey or white hair) zvichireva vhudzi jena.

Kurerutsa[chinja | edit source]

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweLugwere vanoti nvi (grey hair).
  • VaNyungwe vanoti tsitsi (hair) kureva vhudzi.
  • VaDigo vanoti nyere (hair) kureva vhudzi.
  • VaDigo vanoti nywele (hair) kureva vhudzi.
  • Vatauri veEkikabwa vanoti obhujoki (body hair - armpits, pubic etc) kureva vhudzi remuhapwa nenhengo dzakavanzika.
  • Vatauri veSwahili vanoti mavudzi (body hair - armpits, pubic etc) kureva vhudzi remuhapwa nenhengo dzakavanzika.