Kukavayika Masvomhu

Kubva Wikipedia
Dariro 1. Mutaro mutsvuku uyo mupango wa x unonyorwa wakanzi f(x)

Muchidzidzo cheMasvomhu, Kukavayika (variability, changableness in English) muitiro wokuti munhu kana chinhu chinoshanduka pamafungiro, huwandu, mumhu hwechinhu chiri kupimiwa. Chacho chine huwandu kana mumhu uri kupimwa chinonzi zengeya kana kuti variable kuEnglish.

Somuenzaniso tinokwanisa kupima nhambwe yafambwa nebhazi kubva kwaMutoko kuenda kwaMurehwa. Nhambwe yafambwa inosiyana nekupfuura kwenguva uye spidhi yebhazi. Pamucherechedzo uyu nhambwe yafambwa, nguva yafambwa, uye spidhi yebhazi zvose zvikavayika zviri kushanduka takatarisana nenharaunda iri kucherechedzwa.

Muenzaniso wemutaro une zvikavayika X na Y wakapiwa paDariro 1 riri kurudyi iro.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Hukama huripo pakati pa X na Y hunotsanangurwa nemupango.


Masvomhu T
Pimanzvimbo Chiyero chekupimisa | Mutsetse | Chiumbwa | Hurefu | Hwasha | Hudzamu | Hukwidza | Gonya | Sambamba | Twasuka | Munyonga | Hubumbe | Hufombwe | Mutwi | rurama | Sandarara | Mutsendo | Nharaunda | Uso | Mumhu | Chimiso | Nzenda | Zviringani | Tsazaniso | Mutsazanisi | Chidzudzani | Kupimirana | Gonyazhinji: Gonyanhatu (Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu yemutwi) | Gonyaina (Gonyaina tsazamativi | Gonyaina sambamba | Gonyaina tsazamakonya | Gonyaina sambambiri | Skweya) | Denderedzwa (Nhara | Pimadanho | Danhamakonya | Pimamuganhu) | Zhumwi (Chikunguru | Urungano | Charaka | Dumba | Akiso)
Huwandu Kubwerengedza/kuwedzera | Kubvisa | Kutsinhanisa | Kukamura kana kuti kugovanisa
Zviperengo zvehuwandu chipasina | motsi | piri | tatu | china | shanu | tanhatu | nomwe | sere | pfumbamwe | gumi | zana | chiuru