Svetuka kuchirochemo

Mutoko

Kubva Wikipedia

Mutoko inzvimbo iri muZimbabwe nechekumabvazuva emaodzanyemba.

Zita rokuti mutoko rinonzi rinoreva nyimo kana kuti bambara nut kuEnglish.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Basotho vanoti motoho (sour porridge made from sorghum), ibota rerukweza. Kinande vanoti eritoka (v. to succeed, to be able), kukunda pakuita chinhu.
  • VaKongo vanoti kitoko kana nkwa (fop, dandy - a man who is concerned with his clothes & appearance in an affected and excessive way).
  • VaWanga vanoti litookho kana itokho (large town, the capital, seat of government; chief's village) kureva guta guru.
  • Lugwere vanoti mutooko (n. salt ash). Zigula vanoti budye (macho guy - big, muscular) murume muhombe ane mamhasuru.