Mupango

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mupango (law, commandment, order) iri izwi reChiNdau rinoreva mutemo. Pakuwanda kwonzi mipango.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Swahili inoti mpango kana mipango (1. arrangement, apportionment, classification, order. 2. list, plan. 3. program, platform, constitution). Fananidzai nokuti structure.
  • VaLugwere vanoti mupango kana mipango (arrangement, deal; s.t. arranged between or agreed to by parties, usually arrived at after discussion, that fixes the obligations of each party).
  • Lugwere inoti kukola mupango (make an arrangement, agree a deal; conceive a plot or devise a scheme).